There is nothing wrong with the post. It is in the mother tongue of over 80% of Zimbabweans, Shona. If I translate it to english it will loose a lot of its sexy punch. So approve it as it is. Just remove this English bit.
“Nhasi kune jiti kwaMadhaure,” shamwari yangu Peter akataura
achinditambidza chipfuko.
“Zve jiti ndezvepwere izvo,” ndakapindura ndichiisa chipfuko
pamuromo. Ndakakweva huro mbiri ndokusumudza uso ndoti, “Hameno imi vanaPeter
munonakidzwa nekuona matako evasikana vachitamba ngoma.”
“A. Ngoma inotambwa pajiti shamwari. Iwo matako aya ‒ mamwe
unoti nhasi richadonha.” Peter akapinduru. Ndakati muromo tsitsa pachipfuko
ndokutanga kukweva hwahwa. “Aikazve shamwari. Usandipedzere akadaro achibata
chipfuko.”
“Ndasiya hwahwa hwakawandisa umu. Chipedza hwese,”
ndakapindura ndichimutambidza chipfuko chakanga chava gasva. “Ndichakuperekedza
kujiti asi handigarisiko.”
“Ana Tichaona. Ukanakirwa kekutamba kwevasikana haibviko.
Nekuda kwaunoita beche kuya.”
Kwasviba ndakapfuura nekumba kwavanaPeter ndokunanga
kwaMadhaure kwaive nengoma. Takanzwa kuti kindingi, kindingi kurira tiri
munzira tikaziva kuti chakanga chatsva kare. Takasvika takaona haikona kutaura.
Guruva rakanga riri bwititi, idzo tsoka dzichikwenga pasi vanhu vachitamba.
Peter akaita zvekusvetuka kupinda mudariro ndokutanga
kutamba pakare pakare. Rume raiti rikagwesha namabvi, rikazoti mudenga kwaku
kana rodzoka pasi rozvonyongotsa makumbo. Mabhurukwa akanga anzwa nekubvaruka
akanga ongoti rengwende rengwende. Bhutsu yakanga yakashama kuzvigunwe
semuramba wadzipwa nechidhambakura, yainokora ivhu ichirimwaya kwesekwese,
tsoka dzichipiyaniswa piyaniswa.
“Kaaaa bhasikoroooo! Bata mwana adonha! Bata! Bata! Bata
mwana adonha!” ndicho chimbo chaityora vanhu makumbo nekutamba.
Ndakatora chinguva ndakayeverwa nekutamba kweshamwari yangu
kwekanguva. Asi ndakazoona umwe musikana kana kuti mukadzi aizvibaya nekutamba
ari nechemberi kwedariro. Apa ndipo pandakapera mate mukanwa. Mwana aitamba
iyeye. Chiuno chaizvonyongoka kunge chakatyoka mapfupa kare kare. Mwana aitamba
aya inonzi kongonya. Matako ake aiita seachasvotoka akarasika nekuzunzwa
kwaaiitwa. Pakare pakare rumbo rwakabva rwachinjwa.
“Rueben amawie Rueben! Rueben amawie Rueben! Ndonorara
kwaanaRueben amaiwe! Anotenga chingwa neshuga amaiwe!”
Ipopo ndakabva ndati kwaku ndokuti mudariro mbikiti.
Ndakatanga kutamba chovha yakapenga. Ndaimwaza makumbo asiri angu. Ndakaswedera
pedyo nemukadzi aizviuraya nekongonya. Ndakabva ndachinja sitaira ndokutanga
kutamba kongonya ndiri mushure make. Ndakambotanga ndiri nechekure asi
ndakaswedera zvishoma nezvishoma. Ndava pedyo naye ndakabva ndamubata muchiuno
nemaoko ese ndokutanga kutamba kongonya ndichimutevera. Akati cheu asi haana
kumira kutamba.
Takambotamba takadaro kwechinguva. Musikana akazotanga
kutamba achidududza. Ipapo akandigumha nematako ake. Mboro yangu yakabva
yamira. Rombo raive rekuti ndakanga ndakapfeka nduwe yaibata saka hazvaioneka
kuti mboro yamira.
Musikana paakandigumha kepiri akazvinzwa kuti mboro yangu
yamira asi haana kumira kutamba. Akabva avamba kuramba achindigumha nematako
ake. Ndakatozoona kuti aitotambisa matako ake kuti anyatsogumha pane mboro
chaipo. Iyowo mboro yakabva yati huya tiende, kuoma kuita dombo chairo.
Ndaneta ndakaregedza musikana ndokubuda mudariro. Ndakananga
seri kwemusha wavaMadhaure ndichiti zvimwe ndikaita weti mboro ngavate.
Ndakainda pazimounde raive nechekure nemusha zvishoma. Ndakamira pasi pomuti
ndokutanga kuita weti.
Ndakanzwa kuti chwaka necheshure kwangu ndokuti cheu.
Ndakaona aa inga ndiya mukadzi uya wandanga ndichitamba naye akanga anditevera.
“Mai Chipo ibva kuno ndiri kuda kuita weti.”
“Ndinoda kuitawo weti saka ndinotya ndikamira kure newe.”
Mukadzi akasvikomira pamberi pangu chaipo ndokusumudza
dhirezi kusiya bhurugwa rava pachena. Akaita kakukotamira ndokutanga kuita weti
nepadivi pebhurugwa zviya zvinoita vakadzi. Ndakamboda kutarisa rutivi asi
ndakaramba ndichiyeverwa nekuurungana kwakanga kwakaita matako amai Chipo.
“Asi matako ako akanaka wena shamwari,” ndakataura. Mai
Chipo haana kupindura asi kuti akatanga kuzunya muviri wake apedza kuita weti.
Ndakaswedera pedyo naye ndokutanga kupuruzira matako ake.
Mukadzi haana chaakataura uye akaramba akakunya dhirezi. Ndakapidza ruoko
mubhurugwa ndokutanga kusvinyanga matako nemaoko ese. Mukadzi akawedzera
kukotamira kusvikira ruoko rwangu rwasangana nebeche. Beche rakanga rakanyorova
iroro, kwete kunyorova kweweti asi kunyorova kwezemo rakawanda.
Handina kana kuzoziva kuti ndakanga ndakanganwa kudzorera
mboro mubhurugwa ndapedza kuita weti. Ndakatozozviyeuka ndanzwa mboro yangu
yanzi dzvi. Mai Chipo akatanga kubonyora mboro yangu. Iniwo ndakapinza zvigunwe
mubeche ndichisvinyangasvinyanga matinji ayo akanga akareba nekunyorova kunge
adirwa oiri.
“Ndisvirewo Tichaona. Murume wangu andiregerera mazuva
awanda.” Mukadzi akakumbira.
“Mira ndimbotanga kunyatsopukuta beche.” Ndakapindura.
“Ehe nyatsondibatabata. Zviri kunaka.” Mai Chipo
vakapindura. Ndakapinza chigunwe ndokutanga kuchipukutira mukati mebeche.
Mukadzi akanga ofemera pamusoro sendere radonha mumuti. Akaramba achibonyora
mboro yangu zvakapfava kunge anopuruzira kacheche.
“Chinyatsokotama ndipinze mboro.” Ndakazotaura.
Mukadzi akandifuratira ndokunyatsokotama. “Pinza yese
Tichaona. Womira wakadaro kana yapinda mubeche. Ndinoda kumbonyatsoiteerera.”
Ndakanangisa mboro pabeche kusvikira yagunzva matinji.
Ndakapinza nzvonyo yemboro zvinyoronyoro pakati pematinji. Yanyatsonanga musuwo
webeche, ndakabata Mai Chipo muchiuno ndokuti mboro yese pfeee mubeche. Ivo
vakanyatsokotamisa musana kuti beche rinyatsodzoka shure.
Mboro yati yese tindindi mubeche takamira yakadaro. Beche
raMai Chipo rainaka vakomana. Ndainge ndakanyika mboro muhuchi chaimo.
“Ndibatebate gongo.” Mai Chipo vakadaro. Ndakakotamira
ndokupinza ruoko pakati pemakumbo avo nechemberi. Ndakatsvanzvadzira beche
kusvika zvigunwe zvangu zvabata gongo. Gongo ramai Chipo rakanga rakakura kunge
kachigunwe kemwana mudiki. Pandakaribata mai wakaita kakuvhizuka semunhu uya
abatwa nemagetsi. Beche ravo rakabva ratanga kushinya nekuregedza mboro yangu.
Makumbo amai Chipo akatanga kubvunda setsanga dziri murwizi ruzere.
Mushure mechinguva beche ravo rechishinya nekuregedza mboro
vakatura befu guru.
“Aha! Apa wanditundisa zvinonaka wena Tichaona. Mboro yako
nekukura kwayakaita ndiri kunyatsoinzwa kuti mubeche mangu mune mboro chaiyo.
Nyama dzese dzebeche rangu dzakagumhana neganda remboro yako zvekuti ndiri
kunyatsonzwa kunakirwa. Ndatoshinga chaizvo kuti ndisachemerere zvinonzwikwa
nevanhu.” Vakatsanangura vapedza kutunda mai Chipo.
“Chikoira utundewo. Asi ukanonoka ndinokutangira futi.”
Vakazodaro mai Chipo.
Ndakatanga kukoira ndichiti kurumidzei zvishoma.
Ndakambotanga ndakakotamira ndakabata gongo ramai Chipo. Ndakazoregedza
ndokunyatsobata chiuno chavo nemaoko ese. Ndakatanga kukoira sendinotamba
kongonya mushure mavo.
Nenguva isipi beche rakatanga kushinya mboro yangu zvakare.
Ndakanakirwa zvekuti huya uone. Chiuno changu chakabva chatanga kukoira chega.
Pandakati koi koi mboro yangu yakaregedzera uronyo mukati mebeche kuti tsati.
Makumbo amai Chipo akatanga kubvundirira zvakare. Chiuno changu chakaramba
chichikoira iyo mboro ichngodira uronyo kuti tsati, tsati, tsati. Pese payaiti
tsati mboro yaiita kugwinha iri mukati mebeche. Mai Chipo vakanga
vachitsvanzvadzira shure kwavo kuedza kuti vandibata vandikakate mboro iwedzere
kupinda.
Takapedzerana kutunda pamwechete. Takambomira takadaro
kusvikira mboro yavata irimo mubeche. Pandakazoiti svoto kubva mubeche Mai
Chipo vakaira ndokutendeuka ndokunyatsoitarisa kuti ndee.
“Mboro inonaka iyi. Ndichatokutsvaga mumwe musi kuti
undidzokorore mumwe musi.”
“Tichazobatwa nababa vaChipo manje,” ndakadaro.
“Tinotamba takachenjerawo shamwari. Ini haisi mhosva yangu
baba vaChipo vanongogara vachisvirana nemahure ekundhari ini vachindisiya
ndakadaro. Ini wacho zemo rinondibata zvakanyanyisa zvekuti ndinotambura
nekushaya anondisvira.”
Mai Chipo vapedza kutaura vakabata mboro yangu ndokukotama
ndokuitsvoda panzvonyo.
“Chirega ndiende kumba ndinogeza,” vakadaro. “Ndikadzokera
kunotamba ndinonzwikwa nevanhu kunhuwa beche.”
Takaparadzana ini ndodzokera kwaitamba vamwe.